The subject falls under the African Languages Department. It enrols post A-Level candidates who wish to become Chishona in secondary schools.
CHINANGWA
Kuuritsa vadzidzisi vane unyanzvi vanozvipira nokukwikwidza munezvedzidzo pamatanho ose okusekondari muZimbabwe nepasi rose.
ZVATINOKOSHESA MUBASA REDU
- Kuda nokusimudzira nyika, Kushangazhika, Kugarisana kwemarudzi, Unhu, Unyanzvi pabasa
- Ruremekedzo/ Rukudzo, Kuvimbika/ Kutendeka
CHISHONA ZURO, NHASI NAMANGWANA
Vavariro huru yebazi reChiShona ndeyokubika mudzidzisi anogona kudzidzisa ChiShona zvino unyanzvi achikwana munharaunda yanhasi, mangwana nepasi rose.
Izvi zvinogoneka nokuti ChiShona mutauro waamai, rupawo runotisiyanisa nevamwe vanhu, chombo chokufunga nacho, chombo chokufambisa mashoko nokupembedza tsika namagariro edu.
ZVINODZIDZISWA MUBAZI RECHISHONA ZVINOSANGANISIRA:
- UVARANOMWE
- DUDZIRAMUTAURO:
- RUZHA RWOMUTAURO
- MADZIDZISIRO:
- MHENENGURO
- TSIKA NAMAGARIRO AVASHONA